Kishore Kumar Hits

Qounfuzed - Ngwavha Ngwavha şarkı sözleri

Sanatçı: Qounfuzed

albüm: Ngwavha Ngwavha


Tiri kufumira Kuma six
Vamwe vari muma sheets
Takananga mumastreets
Kunotora marisk
Kutsvaga tsvaga
Kucover cover
Ngwavha ngwavha
Baba ghetto yut riri pamaone
Dai mariitirawo plan
Riri kudawo life iri Nani
Father
Tastruggler struggler
Tagambler gambler
Tatambura
Mwari chingotiyamurai iih
Tirikukumbirai
Munamato yedu chimbotipindurai
Mwari ghetto yut ranzwa nekutsvaga kutsvaga
Kutsvaga kutsvaga
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Kutsvaga kutsvaga
Kutsvaga Kutsvaga
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Ghetto yut riri musango
Riri mundima
Riri kuzvuva tambo
Riri kuvhima
Richibuditsa tsinga seriri kugymer
Rivhenekereiwo riri murima
Pakanda vamwe ndiri kukandawo chirauro
Ndichiti ndingaitewo gauro
Mangwanani kunobata mauro
Ndinombobuda ndangopukuta netauro
Tenzi ghetto yut riri pamaone
Dai mariitirawo plan
Tiri kudawo life iri Nani
Father
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Kutsvaga kutsvaga
Kutsvaga Kutsvaga
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Hatisi tese takasimba kuacedemic
Saka hwindi achadyei ko paPandemic
Ende nekuda kwecovid tarisa kwaenda nyika
Chimbondiudza mabasa mangani arasika
Nehupenyu hwacho hwatakurarama
Zuva tichariona here ramangwana
Mari yachona haisi kukwana
Mabasa acho hatina kwatinomawana
Tiri kufumira Kumasix
Vamwe vari muma sheets
Takananga mumastreets
Kunotora marisk
Kutsvaga tsvaga
Kucover cover
Ngwavha ngwavha
Baba ghetto yut riri pamaone
Dai mariitirawo plan
Ririkudawo life iri nani
Father
Kutsvaga kutsvaga
Kutsvaga kutsvaga
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Kutsvaga kutsvaga
Kucover kucover kucover kucover
Nyangwe wakapasa hauna basa
Ngwavha ngwavha
Cashlibs ari kusuffer
Ksg Ari kusuffer
Tirikurarama nenyasha dai tikasafa
Timber Ari kutimba
BBY ane mimba
Mafanzi achingondisimbisa ramba uchiimba

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar