Kishore Kumar Hits

Qounfuzed - Nzungu şarkı sözleri

Sanatçı: Qounfuzed

albüm: Nzungu

Nzungu
Ndiye wandakaratidza vanhu ndichiti, "Ndiye" (ndiiwe)
Iye ndokuzondiratidza kuti haasiriye (haasiriye)
Hama dzako waidziti, "Tiri ma-friends"
Shamwari dzako waidziti, "Tiri ma-friends"
Aiwa varume ndakamboitwa benzi
Ndakazopepuka ndinotenda Tenzi
Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
(Muhomwe kunge nzungu)
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku
(Onesa chitsvuku)
Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe)
Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku
(Kuita kunge huku)
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaittodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Raive nemaziso kugotsi
Ahaa, aindirova nema statement (rova nema statement)
Ndiwe wakandirasisa asi tainge taita agreement (hoo)
Wakanga wandibhilivhisa ndainga ndotoona engagement
(Hmm, hmm, hmm)
Pandakazobata phone yako ndakaiona evidence
Nyaya yacho yakaoma
Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
(Muhomwe kunge nzungu)
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku
(Onesa chitsvuku)
Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe)
Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku
(Kuita kunge huku)
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Raive nemaziso kugotsi
(Aah) zvekudanana wega hazviko
(Aah) ndaidanana nemunhu asiko
(Aah) zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega
(Aah) zvekutodanana wega hazviko
(Aah) ndaidanana nemunhu asiko
(Aah) zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega
Shuwa wakandiitisa
Ikozvino ndakutotya kana kunotestwa testwa
Nhamo yandapinda, ah
Iwewe uchandikitisa
Unenge ndimi type dziya dzekukecha kecha
Inzwai machinda
Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
(Muhomwe kunge nzungu)
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku
(Onesa chitsvuku)
Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu (iwe)
Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku
(Kuita kunge huku)
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Raiva nemaziso kugotsi
Ahaa aindirova nema statement
Ndiwe wakandirasisa asi tainga taita agreement
Wakanga wandibhilivhisa ndainge ndotoona engagement
Pandakazobata phone yako ndakaiona evidence
Nyaya yacho yakaoma

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar