Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - That's How I Feel şarkı sözleri

Sanatçı: Trevor Dongo

albüm: Two Steps to Go


Eternity, yeah
Swedera, swedera muberere, swedera, swedera muberere
To-do-do-do-do, ooh yeah, ooh yeah, that's how I feel
Swedera, swedera muberere, swedera, swedera muberere
Dzimwe nguva unoshushikana
Ukati unondida zvimwe handipindure
Dzimwe nguva undonditokonya
Ndoita sekunge ndafuratira
(Asi rudo) rudo rudo rudo ndinarwo
Ruzere mumoyo pamwe nemashoko
Saka nhasi ndanyora kambo
Kuti uzive zvandino-feeler babe
(Huya muberere) unzwe kambo kako
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Vhura nzeve dzako mudiwa, moyo wako mudiwa
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Ukangonditi mudiwa ndimire
Ndoita sekunge mashoko handina
Zvombondiomera, kushaya nekupererwa
Zvokuchemedza, but I want you to know
Ohh, rudo, rudo, rudo ndinarwo
Even though I fail to show you
Ha, oh baby, baby, baby, baby, baby
Asi rudo, rudo ndinarwo
Swedera, swedera muberere (kuti uzive)
Swedera, swedera muberere
(Huya muberere) unzwe kambo kako
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Vhura nzeve dzako mudiwa, moyo wako mudiwa
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
(Huya muberere) unzwe kambo kako
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Vhura nzeve dzako mudiwa, moyo wako mudiwa
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Girl, I wanna make you smile all night
(Swedera, swedera muberere) say yeah
(Swedera, swedera muberere) say yeah
Baby huya unzwe kambo kako
(Swedera, swedera muberere)
(Swedera, swedera muberere)
Huya muberere
(Swedera, swedera muberere) that's how it feels
(Swedera, swedera muberere)
Huya muberere
(Swedera, swedera muberere) that's how it feels
(Swedera, swedera muberere)
(Huya muberere) unzwe kambo kako
Kuti uzive, that's how I feel (that's how I feel)
Vhura nzeve dzako mudiwa, moyo wako mudiwa
(Kuti uzive) kuti uzive (that's how I feel, that's how I feel)
(That's how I feel) that's how I feel baby (baby, that's how I feel)
That's how I feel when I'm with you, baby (that's how I feel)
That's how I feel when I'm calling you baby (baby, that's how I feel)
(That's how I feel) hey, hey, hey (baby, that's how I feel)
That's how I feel when I'm with you, baby (that's how I feel)
Hey, hey, hey (baby, that's how I feel)
That's how I feel when you're smiling at me (that's how I feel)
That's how I feel when I'm with you, baby (baby, that's how I feel)
That's how I feel when I'm calling you baby, hey, hey, hey
(Swedera, swedera muberere, swedera, swedera muberere)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar