Kishore Kumar Hits

Killer T - Mashoko Anopfuura şarkı sözleri

Sanatçı: Killer T

albüm: Mashoko Anopfuura

Hot property
Nyatsocheka masettings
Tamuka I'm here for you
(Military Touch)
Vamwe venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern
Asi chimbonobvunza Fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani
Ohoo
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Handinamate Satan asi ndine hobho zvima pattern
Tarirai kuti vanondivenga vangani, handivhunduki hazvisi zvinyowani
Ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission
Zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani
Chimbomirai kuvenga majahman
Kuno tinogadzira mapattern
Ohoo
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Vane moyo yakaipa vanongomirira kufambisa zvakaipa
Ndizvo zvavanokwanisa zvatinogona havambozvifambisa
Mamero
Vanotogara vaine pick nefoshoro vakangomirira kundicherera pasi
Asi hazvina kutanga nhasi zvekuzama kundikandira pasi
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Handinamate Satan asi ndine hobho zvima pattern
Tarirai kuti vanondivenga vangani asi handivhunduki hazvisi zvinyowani
Ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission
Zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani
Chimbomirai kuvenga majah man
Kuno tinogadzira mapattern
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Vamwe venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern
Asi chimbonobvunza Fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani
Ohoo
Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar