Kishore Kumar Hits

Killer T - Ndabirwa Phone şarkı sözleri

Sanatçı: Killer T

albüm: Makanga Mandikanganwa (Singles Collection)

Killer T (muna Webho here?)(ndiMago)(muri kutsvaga Webho? pindai)
Hauwuye kuzotsvagwa tichishaya phone(muno), imi vakomana pindai tione
Chimbomirai mumbovhetwa tione, muzonyatsofamba pindai tione
Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione
Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione
Saka manje nhasi hapana akuenda ku toyazi, ndirikumbofunga kukuitai rukasi
Bhonjazi chitombofonera Jikas, munomu munozobuda chimonazi
Simukai mese, nhasi tovagwinisa muviri wese
Nhasi tovabvisa kana hembe dzese hapana patikusiya tikutsvaga pese
Nekuti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione
Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione
Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione
Ndambozama kuifona inenge yadzimwa, secha mundwindwi inenge yatinywa
Ndavana Horror vane face ye bhinya kunyanya vanaDombo ndidzo dzimwe nyany'a
Yaiswa mudumbu, anenge aimedza irimo mudumbu
Manje nhasi tinobudira kugomo ombonorohwa x-ray irimo mudumbu
Ndangoti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione
Kanga kari kambudzi, apa kari goat
Ndakambokatsarwa pa airport, nemumwe mupfanha anga aine short
Ndakazomunwisa chigubu cheweti
Saka manje nhasi hapana anobuda muno
Nyangwe aine mudumbu anoitira muno
Aiyehwa ndazokawona kuno, kadonhera musofa randakagarira kuno
Ndangoti inini (hahahaha)
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione
Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione
Vakomana ndabirwa phone, ndabirwa phone
Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione
Hot property music

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar