Kishore Kumar Hits

Killer T - Tichasangana şarkı sözleri

Sanatçı: Killer T

albüm: Gheto Rinenharo Singles Collection

Nyatsocheka
Masettings
Ma runnings
(Oskid production)
Tichasangana
Tichasangana kudenga
Tichasangana
Tichasanganavo navo
Hona tichasangana, tichasangana, tichasanganawo navo
Tichasangana kudenga
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)

Sanotungamira tichakutevera
Wondokwazisawo vakandirera
Saka gwenyambira pondai ngoma
Tindotamba ngoma nana mukoma
Toda kubvumbamirwa nevekumatenga
Naivo Bvumavaranda vakafa nenda
Saka gwenyambira pondai ngoma
Ndoda kutamba ngoma ndofuma ndoenda
Hona tichasangana, tichasangana, tichasanganawo navo
Tichasangana kudenga
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Hona tichasangana, tichasangana, tichasanganawo navo
Tichasangana kudenga
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Ndoda kutiza pano zvepano zvaoma
Banwi rova ngoma imi makaoma
Naicho chivanhu ichi munochigona
Ndimi vanhu vacho vanzwi veShona
Aiwa tungamira ini ndinoenda
Nyangwe ndakarara ini ndinomuka
Haiwa pane vanhu vakazvitaura
Ndimi vanhu vacho vanzwi vengoma
Hona tichasangana, tichasangana, tichasanganawo navo
Tichasangana kudenga
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Hona tichasangana, tichasangana, tichasanganawo navo
Tichasangana kudenga
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)
Tichasanganawo navo (tichasangana kudenga)

(Oskid production)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar