Kishore Kumar Hits

Poptain - T shirt Chena şarkı sözleri

Sanatçı: Poptain

albüm: T shirt Chena


Ndekashort kangu kandinofarira
Ndekashangu kangu kandinofarira
Zvekamari kangu kandinoshandira
Kukagraft kangu kandinomukira
Ndokapuller coz ndakazvitengera
Heat press futi ndichizviwachira
Kazenya kemakumbo kachindiwainira
Ini kumberi chete kwandinotarira
Ndine t-shirt chena chena chena
Nyika yose yoti ndakachena chena
Handiwanikwe neshena shena shena
Ndinorova mucheka cheka cheka
Ndine t-shirt chena
Hooi
(Chena)
Hooi
(Chena)
Nyika yese yoti wakachena
Handiwanikwe neshena
(Hooi)
Shena
Nyika yose yoti ndakachena
Ahhh haa ahh
Gone are the days when me used to have fun
T-shirt inna mi room a plus one
Five five jeans n me a de smart one
Me n dem atizive class one
Headphone ndichiterera maclarks
Roam of a place ndichipihwa maremarks
When gals see me di inna she thoughts
Me hot of course you know me a di boss
Ndapinda mudance ndafadza mafans
Andivape chance
Ndavhura mastance
Ndapinda mzansi
Ndawona vane t-shirt chena chena chenna
Nyika yose yoti wakachena chena chena
Handiwanikwe neshena shena shena
Ndinorova mucheka cheka cheka
Ndine t-shirt chena
(Hooi)
Chena
(Hooi)
Chena
Nyika yose yoti wakachena
Handiwanikwe neshena
(Hooi)
Shena
(Hooi)
Nyika yose yoti wakachena aah haaa ahh
Ndoyandonetserwa nemamistress
Finesse, fitness
Mucheno une hondo kunge conquest
Apa ndonamata
Ndiri sinless
Smartness
Spotless
Mahostess ari hotest
Vakagutsikana nekanecklace
Zvose zvandosimira ilatest
Fresh cut ndakaburutsa malocks
Ndavachisina mabvi andichade twumashorts
Apa ndinobhebha kubhebha kune manotes
Hona kana pose
T-shirt chena chena chena
Nyika yose yoti wakachena chena chena
Handiwanikwe neshena shena shena
Ndinorova mucheka cheka cheka
(Ndekashirt kangu kandinofarira
Nekashort kangu kandinofarira
Zvekamari kangu kandinoshandira
Kukagraft kangu kandinomukira)
Ndokapuller coz ndakazvitengera
Heat press futi ndichizviwachira
Kazenya kemakumbo futi kachindiwainira
Ini kumberi chete kwandinotarira
Chena chena chena
Wakachena chena chena
Shena shena shena
Cheka cheka cheka
Ndine t-shirt chena
(Hooi shena)
Hooi
(Nyika yese yoti wakachena)
(Shena)
(Hooi)
Shena
Hooi

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar