Patronic (Patronic, Patronic, Patronic, Patronic) Yeah, ye-ye, umm Ukaona ndakutsvaga ndendada kufa I'm telling you I'll come for you I swear Yeah, you played smart, ndini ndandiri bhambi Something I will never do again Hapana moyo pano, tell 'em don't try I'd rather be alone, okay it's fine Ndingori wenyama, hongu ndaimbotadza But kuzondityora kwaukandiita, bhoo here? You said you got my back Uchiziva hako you're gonna leave (you're gonna leave) Kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Miss (ndaona ka-Miss) Way too jealousy, waisada kundiona with anybody (with anybody) When you was fucking with everybody, I know what you did so Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehe-he-he-he-he-he-he Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehe-he-he-he-he-he-hena (Patronic) ♪ Ta- taigona kuzviita, quite a long time But dzaingove nharo bedzi bedzi Ropa razo gwamba, ndaona bad blood Ndaona rwaruvengo chete chete Usazouya mangwana uchiita kunge uri drunk Pamwe pacho hapashandi petty petty Toonana next life, for now I'll cry For now, I'll bed myself and rest, you said, you said You said you got my back Uchiziva hako you're gonna leave (so that you gonna leave) Kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Mistress (Mistress) Way too jealousy, waisada kundiona with anybody When you was fucking with everybody I know what you did so Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehena Ukuenda ku Gehe-he-he-he-he-he-he Ukuenda kuGehena Ukuenda kuGehena Ukuenda ku Gehe-he-he-he-he-he-hena (Gehena) you said you got my back (gehena) (Gehena) uchiziva hako you're gonna leave (gehe-he-he) (He-he-he-he-he) kundisiya ndichiudza ana momz kuti ndaona ka-Miss (Gehena, gehena) way too jealousy, waisada kundiona with anybody (ge-he) (He-he-he, hee) when you was fucking with everybody (He-he-he-he) I know what you did so Ukuenda ku (Gehena) Ukuenda ku (Gehena) Ukuenda ku (Gehe-he-he-he-he-he-he) Ukuenda ku (Gehena) Ukuenda ku (Gehena) Ukuenda ku (Gehe-he-he-he-he-he-hena) (You got my back) (Uchiziva hako you're gonna leave, you're gonna leave)