Umm, ndofefeterwa
Yeah, yeah
Kana ruri rudo rwako chete, kuri kuva nemafaro chete
Chikumbiro change chimwechete, vimba neni chete
Mudiwa (wemoyo wangu) pauri (wakura zvavo) unondipa tariro
Tariro (yako ndeyangu) nerudo (rwangu nderwako) unondipa simbiso
Ndofefeterwa ndinewe, ngatinanaidzane undiudze
(Zvirimumoyo mako usacheme) usasvimhe mudiwa (ndiwe chete)
♪
Maiti kutamba kwepwere, asi rudo rwedu haruperi
No, no, no, vaneshanje hatitereri, tichakunda zvose
Mudiwa (wemoyo wangu) pauri (wakura zvavo) unondipa tariro
Tariro (yako ndeyangu) nerudo (rwangu nderwako) unondipa simbiso
Ndofefeterwa ndinewe, ngatinanaidzane undiudze
(Zvirimumoyo mako usacheme) usasvimhe (ndiwe chete)
Mumoyo nemupfunga, nyama nemweya, kana tiri tose ndofefeterwa
(Ndofefeterwa) ndinewe mudiwa (iwe neni) unondipa tariro (tariro)
Ndofefeterwa ndinewe, ngatinanaidzane undiudze
Zvirimumoyo mako usacheme (usasvimhe yeah) ndiwe chete
Ndofefeterwa ndinewe, ngatinanaidzane undiudze
Zvirimumoyo mako usacheme usasvimhe mudiwa ndiwe chete
Ndofefeterwa ndinewe, ngatinanaidzane undiudze (ngatifambidzane)
Zvirimumoyo mako usacheme (usasvimhe, ndiwe wega mudiwa) ndiwe chete
Ndofefeterwa ndinewe (kana ruri rudo rwako chete) ngatinanaidzane undiudze
(Mudiwa wangu) zvirimumoyo mako (zvirimumoyo) usacheme
(Mumoyo mako) ndiwe chete
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri