Kishore Kumar Hits

Bazooker - Handikwerete şarkı sözleri

Sanatçı: Bazooker

albüm: Handikwerete


Yeyeye
Straight outta Maselo
Passion java hello
Hapana kana chawaimboziva kuti ndanga
Ndine one short randaisada kana kumbosiya
Bhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunokumbira
Chimoko
Waifarira tracksuit yandaipfeka
Ichi matcher nekajumpsuit kawaipfeka
Ndaisada kuti wangu uyu azondiseka
Iwe uchiti Colle hapana chaunolacker
Paden ndaibuda ndine nyota
Ndomhanya kunokumbira mota
Passion java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter
Asi handaiketa iwe haukendenge
Ndichiita chitsotsi chidhumo namasendeke
Ende mazirudo ako haatengeke ndiwe waita kuti ndizoti handikwerete
Shaa
Ikako kakuku bilivisa
Ndikako kakatondisimbisa
Kana zviri zviroto so my dreams come true
Chiona handikwerete
Handikwerete
Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete
Handikwerete
Chiona handikwerete
Handikwerete
Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete
Paya ndichingokiya kiya asi ndichiziva kuti handikwerete
Ndini mickey mouse mugore regonzo
Ndichakuda kusvika ndabata mudonzvo
Handikwerete zvinhu zvese ndinazvo
Zimansion iro ririmberi kwazvo
Taimbonzvenga hurombo jeso idombo
Ndiani aiziva tichafamba nelambo
Koti iphone iyo
Kupfeka zvimagucci flambo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar