Zvinogaronditenderedza mupfungwa
Kuti sei
Ndakazosvika pakukuda
Ndaimboda kungokuda nekupfuura
Asi hey
Ndakatosvika pakunyura
Kusvika umu
Murudo rwaunondipa
Babie umu
Mega ndimo munoziva babie
Rudo rwaunondipa
Moyo uyu
Wega ndiwo unoziva
Kuti ndazobvuma
Ndazowira apa
Ini ni ndazobvuma
Kusvikira ndafa
Ndafa sha babie
Ndinoziva pane zvandinomboita
Kuti ufunge kuti pamwe handirevese
Pandinokuudza kuti ndinokuda
Usanyunyute
Unoti hausi wega
Asi mm mm
Handingambozvifarira
Babie mm mm
Handidi kuti urwadziwe babie
Nekuti zvaunondiita
Zviri umu
Mega ndimo munoziva
Kuti ndazobvuma
Ndazowira apa
Inini ndazobvuma
Kusvikira ndafa
Ndafa sha babie
Ndazobvuma
Ndazowira apa
Inini ndazobvuma
Kusvikira ndafa
Ndafa sha babie
Kana usipo paye paye
Mwoyo wangu unozara
Kuputirwa neshungu
Ndinoda kukuzivisa
Asi handikwanise
Kuti iwe ubvume
Kuti ndabvuma
Eeeee
Ini ndabvuma ndabvuma
Ndabvuma
Ini ndabvuma ndabvuma
Ndabvuma
Ini ndabvuma ndabvuma
Ndabvuma
Ini ndazobvuma
Ndazowira apa
Inini ndazobvuma
Kusvikira ndafa
Ndafa sha babie
Ini ndazobvuma
Ndazowira apa
Inini ndazobvuma
Kusvikira ndafa
Ndafa sha babie
Ndazobvuma kuti ndinokuda
Kusvika pakuguma kwenguva
Ndazobvuma kuti ndinokuda
Kusvika pakuguma kwenguva
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri