Kishore Kumar Hits

Jah Signal - Mukuwasha Imboko şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Signal

albüm: Swaah: Singles Collection, Vol. 1


Yoh Ganda (yoh Ganda, yoh Ganda)
Mari irikutawurwa naambuya ava inotokwana twunhu twemangoma ka iyi
Gara watotora Boss Chavha titorove pasi
(Givenchy Records) Jah (Swaah) Signal shumba the lion
You Suwa family you now blessed
Ambuya mari yamuri kutawura
Haiyenderane nemwana wenyu uyu, chidhuura
Pandakamusarura ndaitogaira kuti kuda haambodhura
Uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ah! Ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko
Hamuoni ndiiri tsuro yakanyorwa mubhuku?
Mai vangu ndavashaira nyangwe yedhuku
Asi muri murudo ndakanyorwa mubhuku
Vanondiziva vanondidana saSabhuku
Kutsvaga hukama kwete kuti mubva mandikama
Handina kungouya, rudo ndorwandidana
Zvakatora mazuva kuti tigodanana
Zvotora mamwe here kuti tigoroorana?
Ah-h! Mandibaya panyama nhete!
Ah-h! Nyaya yenyu haisi dete!
Ah-h! Mandibaya panyama nhete!
Swaah!
Ambuya mari yamuri kutawura
Haiyenderane nemwana wenyu uyu, chidhura
Pandakamusarura ndaitogaira kuti kuda haambodhura
Uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ah-h! Ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko
Handitorare ndichimufunga mwana iyeyu
Ehe ndiye wandoda
Handitombogadzikani kumuona so
Nekuti ndiye wandoda
Asi kuda munhu haingava mhosva
Itai zviite ndisarove mboza
Ndogona kuyenda nayeka Joza
Ambuya mari yamuri kutawura
Haiyenderane nemwana wenyu uyu, chidhura
Pandakamusarura ndaitogaira kuti kuda haambodhura
Uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ah! Ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko
Hamuoni ndiiri tsuro yakanyorwa mubhuku?
Mai vangu ndavashaira nyangwe yedhuku
Asi muri murudo ndakanyura mubhuku
Vanondiziva vanondidana sasabhuku
Kutsvaga hukama kwete kuti mubva mandikama
Handina kungouya, rudo ndorwandidana
Zvakatora mazuva kuti tigodanana
Zvotora mamwe here kuti tigoroorana?
Ah-h! Mandibaya panyama nhete!
Ah-h! Nyaya yenyu haisi dete!
Ah-h! Mandibaya panyama nhete!
Swaah!
Ambuya mari yamuri kutawura
Haiyenderane nemwana wenyu uyu, chidhura
Pandakamusarura ndaitogaira kuti kuda haambodhura
Uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ah! Ndiye mukwasha mboko, Swaah
Ayiwa uyu ndiye mukwasha mboko
Chii futi?
Vakandisiya ndiri pazero (ayiwa mhamha)
Nine months haachayeuke
Apa ndakaita

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar