Kishore Kumar Hits

Jah Signal - Kurisei Kughetto şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Signal

albüm: Swaah: Singles Collection, Vol. 1

Oskid Production!
Tirarira! Swaah!
Inini ndini ndarira
Hello Zimbabwe! (Muri sei rasta?)
Hello Zimbabwe! (Muri sei rasta?)
Hello DJ! (Muri sei rasta?)
Kuri sei DJ? (Muri ku-puller ngoma!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova mhanzi ndiani? (Swaah!)
Takasiya kune tsunami
Cholera yainetsa fani
Mazuvano zviriko here? (Hakuna! Hakuna!)
Kune mangongongo
Vamira pamukokoko
Siginari ariko
Aparidze mapopopo
Simudzai maoko
Panotanga bopoto kana iye asipo
Vanhu vanoda ayimbe
(Are you ready for Jah Signal?)
Munhu wese! Munhu wese! Cho-!Cho-!
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova mhanzi ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kunaChocolate anotamba
Ndakutawura zvana sisi vane rinobhamba
Hakuna kana murume hwani anofamba
Vachitamba chete vakapfeka mamba-mba
Jah Siginari kuimba vomva vatanga
Hona kuma-terrace vanhu vava kufara
Mafaro aya Lovers hona atanga
Hillary, Oskid vanhu vakutotamba
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova mhanzi ndiani? (Swaah!)
Takasiya kune tsunami
Cholera yainetsa fani
Mazuvano zviriko here? (Hakuna! Hakuna!)
Kune mangongongo
Vamira pamukokoko
Siginari ariko aparidze mapopopo
Simudzai maoko, panotanga bopoto kana iye asipo
Vanhu vanoda ayimbe
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova mhanzi ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kughetto? (Kuri nani!)
Ari kurova ngoma ndiani? (Swaah!)
Mazuvano kuri sei kuZimbabwe? (Oskid Production)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar