Kishore Kumar Hits

Jah Signal - Stonyeni şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Signal

albüm: Jaya

Ndirikuda kupinda mubako (Simplex Music)
Jah Signal, ndapinda
Tirarira (Military Touch), swa-a
Inini ndini ndarira (swa-a)
Bvunzai magafa, vachiri vapenyu vasati vafa
Ndirikupisa hamusati matsva
Vamwe vadzva handisati ndadzva
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Hazvina mukuru, izvi hazvina mudiki
Panongoda anomhanya ari mucheeky
Wandisizer ndinokurova nepiki
Panogezwa munhu panogezwa neJik
Vemadhodhabhini nemafireman
Ngoma richisimbiswa nemabhoyaman
Masister vachingobeliever
Vachiwhiner whiner vachishiner
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Haa ini ndovavharira (chivharo)
Imi ndovagarira (pachigaro)
Ngavambonditarira (zaro)
Kumashure ndovasundira (kumadziro)
Dzangova mhanzi mhiriyo (mhiriyo)
Bvunza mukoma Tsviriyo (Tsviriyo)
Tosangana mhiriyo (mhiriyo)
Tongoimba mhiriyo (mhiriyo)
Bvunzai magafa
Vachiri vapenyu vasati vafa
Ndirikupisa hamusati matsva
Vamwe vadzva handisati ndadzva
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Hazvina mukuru izvi, hazvina mudiki
Panongoda anomhanya ari mucheeky
Wandisizer ndinokurova nepiki
Panogezwa munhu panogezwa neJik
Vemadhodhabhini nemafireman
Ngoma richisimbiswa nemabhoyaman
Masister vachingobeliever
Vachiwhiner whiner vachishaina
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Vabvuma kukangwa kunge onion
Regai ndinake kunge stonyeni (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)
Dzatova nyembe mukuru
Regai ndigare pachituru (Sigi wakaipa)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar