Kishore Kumar Hits

Jah Signal - Chakanyanya şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Signal

albüm: Singles Collection


Jah Signal (Oskid Production)
Swaah!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo!
Chakanyanya! Chakanyanya!
Wambonzwawo here?
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma ngoma chacho
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Wambonzwawo here?
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chingoma ngoma chacho
Chakanyanya! Chakanyanya!
Hazvidi vanosunga homwe
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma chaSigi
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Hazvidi vanosunga homwe
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chingo-ngo-ngo-ngo-ngo
Chakanyanya!
Handingaregi kufara nekuti imi makagumbuka
Kana ndodya mari yangu, hama musambovhunduka
Ndonanga kumafaro, kumba handingarare
Kana ini ndisipo nema-jive ngoma hairire
Oskid rova ngoma, nguva iya yakwana
Sigi opinda mudariro tomborova mangoma
Chokonyonyo! (Chokonyonyo! Chokonyonyo!)
Chokonyonyo! Chokonyonyo! (Chokonyonyo!)
Tirarira!
Chakanyanya! Chakanyanya!
Wambonzwawo here?
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma ngoma chacho
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Wambonzwawo here?
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chingoma ngoma chacho
Chakanyanya! Chakanyanya!
Hazvidi vanosunga homwe
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma chaSigi
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Hazvidi vanosunga homwe
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chakanyanya! Chakanyanya!
Oh oh oh
Rasa hunhu, rasa musikana
Oh oh oh
Zunza, zunza tiyendewo
Usatsenga mvura kune zvinonaka
Zunza homwe, zunza tiyende
Ukava Mutangadura, makwaridheti ndadura
Totonotsvaga our dollar
Nhasi ndagura wadura
Ihomwe yangu ndozvidura
Mari yangu handina Thula
Silent Killer paJoza
Oh-oh-oh-oh
Chakanyanya! Chakanyanya!
Wambonzwawo here?
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma ngoma chacho
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Wambonzwawo here?
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chingoma ngoma chacho
Chakanyanya! Chakanyanya!
Hazvidi vanosunga homwe
Chakanyanya! Chakanyanya!
Chingoma chaSigi
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Hazvidi vanosunga homwe
Chokonyonyo! Chokonyonyo!
Chingo-ngo-ngo-ngo-ngo
Chakanyanya!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo!
Gobisiqolo! Ntim ntim ntim
Gobisiqolo! (Chakanyanya!)
Rasa hunhu, rasa musikana
Zunza, zunza tiyendewo
Kusatsenga mvura kune zvinonaka
Zunza homwe, zunza tiyendewo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar