Kishore Kumar Hits

Jah Signal - Wakavingei şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Signal

albüm: Singles Collection


Oskid Production
Jah Signal
It's Lindsay
Tirarira swah, inini ndini ndarira swah
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Chimbogara pachituru
Imbomira zvema lulu
Variko here sekuru
Kumba kwana maiguru
Vainda here kuskuru
Vana vababamukuru
Hama dzangu ndidzo dzandoda zvikuru
Ah, every day mubhedhuru
Saka chidira peturu
Uchatotora menduru
Tikagara mubheduru
Iyoyi tirarira chimboidira peturu
Ndobata malulu (ndobata malulu)
Ukasabata malulu ndichamapa bamukuru
Remember vakashaikirwa namaiguru
Hauna nyadzi murume mukuru
Kungokuma pese pese kuita kunge bhuru
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Wakavinga rudo izvozvo usambodhibha
Hupenyu hwepasi pano hauna kuchipa
Usade kuraramisa kuita kunge mujibha
Kundipinza bhizi ndikakuona ndokutiza
Zvokuginyabvura hazviite
Ndiri mukadzi wako
Saka iwe zvizive
Usade kundivhundutsira kani kuti ndikutye
Ndaramba, ndaramba
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Chimbogara pachituru
Imbomira zvema lulu
Variko here sekuru
Kumba kwana maiguru
Vainda here kuskuru
Vana vababamukuru
Hama dzangu ndidzo dzandoda zvikuru
Ah, every day mubhedhuru
Saka chidira peturu
Uchatotora menduru
Tikagara mubheduru
Iyoyi tirarira chimboidira peturu
Ndobata malulu
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
Pamusha pano wakavingeiko mai mwana?
Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana
(Oskid Production)
No feelings!
No vusi!

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar