Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Dhehwa şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Original


Soul Jah! Soul Jah!
Mascrap dealer!
Ma-big sinhi! Madhara emabhachi
Yazopindirwa naMoyondizvo
Kana zvimoko zviri kuchemera Moyondizvo
Hanzi, "Moyo ndimi love-doctor"
"Handimbofa ndakutizai ndapota"
Bvumavaranda vakapera nenda
Kunoku kuvhita ritori tarenda
Muzukuru wangu Sinyoro
Vaudze kuti ndiri mhondoro
Hakuna vamwe tisu tega ma-real boss
Havapinde kunoku, kuno vanoita loss
Tovavharira panze, hatina nguva yechihwande hwande
Follow mi den
Ko ndisu vana Dhehwa (Dhehwa! Dhehwa!)
Ndisuwozve vairehwa (rehwa, rehwa)
Asi tinongotemba nemucheno (aha-a!)
Pano kugeza mutemo (aha-a!)
Hatinhuwe sechidembo (aha-a!)
Vachakanda pasi matemo
Handizi uya uya
Mutupo wangu ndeuya uya
Nditambirei kana ndauya
Matsaga ndinomakuya kuya
Follow mi den!
Ndiri bhanditi ende ndichiri fit
Vanodedera vandiona mu-street
Ndakazviramba, handibvume defeat
Handichikidzirwe nezve mu-TV
Amheno! Ndezve kwavo
Amheno kumba kwavo!
Amheno haiwahwo
Amheno!
Follow mi den!
Ko ndisu vana Dhehwa (Dhehwa! Dhehwa!)
Ndisuwozve vairehwa (rehwa, rehwa)
Asi tinongotemba nemucheno (aha-a!)
Pano kugeza mutemo (aha-a!)
Hatinhuwe sechidembo (aha-a!)
Vachakanda pasi matemo
Apa tinenge tichiti, 'Everything bho'
Zvavo zvinenge zvakawoma vari pa-low
Ndakava-deleter ndikavaisa ku-many more
Moyo ndiwo wangu mutupo
Hapana kwavanoenda havana hana
Hona zvino vakuita semvana
Vatanga futi kuda kunangana
Manje neni inini tinonyudzana
Ko ndisu vana Dhehwa (Dhehwa! Dhehwa!)
Ndisuwozve vairehwa (rehwa, rehwa)
Asi tinongotemba nemucheno (aha-a!)
Pano kugeza mutemo (aha-a!)
Hatinhuwe sechidembo (aha-a!)
Vachakanda pasi matemo
Yazopindirwa naMoyondizvo
Kana zvimoko zviri kuchemera Moyondizvo
Hanzi, "Moyo ndimi love-doctor"
"Handimbofa ndakutizai ndapota"
Bvumavaranda vakapera nenda
Kunoku kuvhita ritori tarenda
Muzukuru wangu Sinyoro
Vaudze kuti ndiri mhondoro
Hakuna vamwe ndisu tega ma-real boss
Havapinde kunoku, kuno vanoita loss
Tovavharira panze, hatina nguva yechihwande hwande
Ko ndisu vana Dhehwa (Dhehwa! Dhehwa!)
Ndisuwozve vairehwa (rehwa, rehwa)
Asi tinongotemba nemucheno (aha-a!)
Pano kugeza mutemo (aha-a!)
Hatinhuwe sechidembo (aha-a!)
Vachakanda pasi matemo
Ko ndisu vana Dhehwa (Dhehwa! Dhehwa!)
Rehwa, rehwa
Nemucheno (aha-a!)
Nemucheno (aha-a!)
Sechidembo (aha-a!)
(Soul Jah! Soul Jah) mutemo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar