Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Mumwe Wangu şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Mumwe Wangu


DZ.com
But you know somebody so
Onana nana, uh, check, check
Zvandakange ndichikura
Ini handaiziva
Kuti kune vamwe vadikani
Vane mazimoyo akadai
Hona, oh, shamwari yangu yapamoyo, oh, oh
Yandirwadzisa moyo, oh
Nhai Mwari wangu
Mwari wangu, anga ari mumwe wangu
Mumwe wangu, mumwe wangu, mumwe wangu
Mumwe wangu, mumwe wangu
Inga taidanana, pasina kutukana
Pasina kurwisana, kugumburisana tichingodanana
Ko nhasi zvaita sei?
Ko wambopindwa nei?
Unoda ndiite sei, sei, sei?
Uh, uh
I know somebody, Seh Calaz
Uhm
Nhai Mwari wangu
Mwari wangu, anga ari mumwe wangu
Mumwe wangu, mumwe wangu, mumwe wangu
Mumwe wangu, mumwe wangu
Hona zvawaenda kumarinda
Ndichasara nani, apa rufu wandiitira mafani
Nemumwe wangu taisimbisana
Kwese kwese taifambidzana
Ndichaita nani majokosi?
Ende ndichaenda nani mashoposi
Nhamo, wandiunzira imwe nhamo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar