Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Amai Ndi Mai şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Ndaqatumwa


Mount Zion Music (Mount Zion Music)
Na na na na na na na na na na na na na
Hanzi amai vangu zimuroyi
Amai vangu zimuroyi
Vanoita madhiri echibhoyi, madhiri echibhoyi
Havadi kuti ndibudirire
Zimai iri rine hutsinye
Asi rega ndikutawurire mumwe wangu
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe vakatadza sei, vakatadza sei
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe zvikarwadza sei, zvikarwadza sei
Pamu! Pamu Pamu!
Havafarire mudzimai wangu
Havafarire murume wangu
Havadi kubudirira kwangu, uh uh uh
Nyangwe ndikavapa mari vanopopota
Ndikatenga chikafu vanopopota
Havagutsikane vanopopota ava
Ndotomboshaya ndakavatadzirei
Ndakavatadzirei, ndonatsovaitirei?
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe vakatadza sei, vakatadza sei
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe zvikarwadza sei, zvikarwadza sei
Pamu! Pamu! Pamu!
Kunyangwe zvikarwadza sei
Amai vako ndimai vako
Zvikawoma sei, oh oh oh
Nyangwe vachigarokuchemedza
Vachikurarisa nenzara
Vachikushungurudza oh oh oh
Chingova-shower rudo
Varatidze rudo uchivaremekedza
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe vakatadza sei, vakatadza sei
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe zvikarwadza sei, zvikarwadza sei
Pamu! Pamu Pamu!
Hanzi amai vangu zimuroyi
Amai vangu zimuroyi
Vanoita madhiri echibhoyi, madhiri echibhoyi
Havadi kuti ndibudirire
Zimai iri rine hutsinye
Asi rega ndikutawurire mumwe wangu
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe vakatadza sei, vakatadza sei
Mai ndimai, amai ndimai
Mai ndimai, amai ndimai
Kunyangwe zvikarwadza sei, zvikarwadza sei
Pamu! Pamu! Pamu!

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar