Woah, woah, woah, woah, woah, woah
Woah, woah, woah, woah
Woah, woah, woah, woah, woah, woah
Woah, woah, woah, woah
Vamwe masango matema
Dhanzi racho rarema
Ndaona mukadzi kuchema
Kutotadza kufema
Hona vari kungoti bye-bye wo
Kubva vapusa kunge hwai hwai wo
Ifai madinga die, die wo
Isu tadya ne gap bye-bye wo
Alan chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Ehe chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Ndakavarakasha, rakasha
Ndakavarakasha, rakasha
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
This time vachiona ndakabooka
Hakatsi wake wake akabooka
Handidaire nyange vakatuka
Ndakakutika hakuna chakatuka
Iri hovhiyo handidi yenhando
Hovhiyo handidi yenhando
Iri hovhiyo handidi yenhando
Ho, madinga ho, ndati ho
Ndavanyararidza
Ndavatambudza
Ndavasukurudza
Ndavashungurudza
Alan chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Ehe chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Takavarakasha, rakasha
Takavarakasha, rakasha
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Bye-bye machinda ndaenda
Bye-bye wo
Bye-bye mafero ndaenda
Bye-bye wo
Ndoda kuvasiya nezi gap
Havachawana mazheti
Vongowana nzara chete
Mafanzi yangova red
Ndivananiko ivavo ndivavo (ndivavo)
Ndevekupi ivavo ndivavo (ndivavo)
Alan chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Ehe chinhu ndechedu
Aiwa chinhu ndechedu
Ndakavarakasha, rakasha
Ndakavarakasha, rakasha
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Vaudze kuti bye-bye wo
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri