Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Kusatenda Zvedu şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Ndaqatumwa


It's cashslips, iwe cashslips
Patinosangana togadzira hit
Ichi tachirovera vana muchembere vedu vakatiisa pa seat
Hazi mafani
Ho mhamha mayo, mayo, mayo, mayo
Check, check, check, check, check, check, check
Dai pasina imi
Ndingadai ndisipo inini
Dai pasina imimi amai
Ndingadai ndisipo inini
Vakashingirira
Vakabatirira
Vakatsungirira
Vakashingirira
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Vaigona kutoramba kana kupfimbwa (ungavadii?)
Vaigona kutokubvisa uchiri mimba (ungavadii?)
Musana waitovarwadza
Makumbowo aivarwadza
Zvese zvaivarwadza amai Tawanda
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Kubva pamukaka kusvika pa porridge maindibata bhoo
Manapukeni kusvika pakugeza maindibata bhoo
School fees mai bhalanza
Chekupfeka maibhalanza
Kana rent maibhalanza
Chekudya maibhalanza
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Aiwa kusatenda zvedu
Kusatenda zvedu
Vana mai vakatikoshera
Vaigona kutoramba kana kupfimbwa (ungavadii?)
Vaigona kutokubvisa uchiri mimba (ungavadii?)
Musana waitovarwadza
Makumbowo aivarwadza
Zvese zvaivarwadza amai
Mhamha kusangoda zvedu
Kusangoda zvedu asi maigona kungotiparadza
Amai kusangoda zvavo
Kusangoda zvavo asi maigona kungotiparadza
Mhamha kusangoda zvedu
Kusangoda zvedu asi maigona kungotiparadza
Amai kusangoda zvavo
Kusangoda zvavo asi maigona kungotiparadza

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar