Unmatched! Yala Nation!
Kutso ndidzorere kumazuva aye aye (So-so-so)
Aye aye, follow mi den
Chibhanditi chagara chiri chevakashinga
Kubva long time vachirwisa, vachipikisa
Mumastreets havarare vachindirwira
Vamwe vatori nezvivanga zvavakapihwa
Handimbochuna mabhanditi
Amaiwe-e handimbochuna mabhanditi
Handimbochuna mabhanditi
Oh my! Oh my! Oh my! Oh my!
Hapana nguva yekuchunana mabhanditi
Tangouya kuzotamba bhawa
Oh-h oh na-na-na-na
Ndanga ndarisuwa bhawa
Mabhanditi muri sei sei?
Ndangouya kuzodzora ma-memories
Hona ndakarova yangu hovhorosi
Iya yekumangoma kuCity Sports
Mazuvaka atakatanga Chillspot
Mr Mbare vachiimba zheti
Chairman vachibhosha ma-suspect
Chibaba chichiti,"Hauite!"
Mahwani atanga, Mbare ndisu tiri kutonga
Ndamasuwa mazuva aye aye aye
Patainotamba nevana vevamwe aye
Aye aye aye aye
Oh my! Oh my!
Pataimwa hwahwa nevana vevamwe aye
Hapana nguva yekuchunana mabhanditi
Tangouya kuzotamba bhawa
Oh-h oh na-na-na-na
Ndanga ndarisuwa bhawa
Oh my! Oh my! Oh my! Mabhanditi muri sei sei?
Check! Check! Check! Check! Check! Check!
Dai mandidzorera mugore riya riya
Tichiri vapenyu dzisati dzazoita ndangariro
I remember mateam angu
Andainwa nawo, andaifara nawo mazuva iwayo
Tainakirwa samare
Ndotenda Etherton Binny
Godfather vakandisimbisa
Pavaida kundikanda mu-bin
Garry B ayingondiridza
Hapana nguva yekuchunana mabhanditi
Tangouya kuzotamba bhawa
Oh-h oh na-na-na-na
Ndanga ndarisuwa bhawa (oh my! Oh my!)
Mabhanditi muri sei sei?
Check! Check! Check! Check! Check! Check!
Hapana nguva yekuchunana mabhanditi
Tangouya kuzotamba bhawa
Oh-h oh na-na-na-na
Ndanga ndarisuwa bhawa! (Oh my! Oh my!)
Mabhanditi muri sei sei?
Check! Check! Check! Check! Check! Check!
Kutso ndidzorere kumazuva aye aye
Aye aye(Kutso! Kutso! Kutso!)
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri