Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Pakai Pakai şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Ghetto D.N.A


It's Cashlibs City
Yeah! Yeah!
Mabhanditi (Check! Check! Check!)
Pakaipa mheni (Yala Nation)
Yala Nation
Hondo yangu yaka-upgrader
Rasta vari kumhanya speed yemu-grader
Rega ndimbopedza nemapurisa
Ndine ma-bomber andakachengeta
Ndisiyei ndisiyei
Apo Officer hamuzoshaye yenyu 10
Plus chamba chekunorova maku-den
Officer vakabva vajamuka
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kubhemesa Officer, mazodheerera mutemo
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kutonyora Officer, mazodheerera mutemo
Apa Officer mavhura hombe
Officer ingoyita nditonyore
Kujeri futi ini handingadzoke
Munoda kuti ini ndirarame?
Ndingatokupai zvangu mari yenyama
Asi chamba ndichisara ndakabata
Holy hutsi hunodzinga munyama
Asi Office munenge mune daka
Ndakuona kubva pawandimisa
Vamwe vapfuura asi ini wandimisa
Inga ndayedza kumbo-reasoner
Iwe unenge uda kundiwachisa
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kubhemesa Officer, mazodheerera mutemo
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kutonyora Officer, mazodheerera mutemo
Wega unodziona padzinorohwa nema-soldier panoita ginger
Chero kunoku mabhanditi patinodzirova tinotopinda mu-gear
Gear rekuwundura mamero vanoda kutisiya mumasero
Manje hatirare mumasero zvavakaita Kartel
Iwe chingori chamba ichi
Chinotowanikwa musango ichi
Handifunge chiri chitema ichi
Chaka-legalizwa pasi rese ichi
Oh my! Oh my! Oh my!
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kubhemesa Officer, mazodheerera mutemo
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kutonyora Officer, mazodheerera mutemo
Apa Officer mavhura hombe
Officer ingoyita nditonyore
Kujeri futi ini handingadzoke
Munoda kuti ini ndive rombe?
Ndingatokupai zvangu mari yenyama
Asi chamba ndichisara ndakabata
Holy hutsi hunodzinga munyama
Asi Officer munenge mune daka
Ndakuona kubva pawandimisa
Vamwe vapfuura asi wandimisa
Inga ndayedza kumbo-reasoner
Iwe unenge uda kundiwachisa
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kubhemesa Officer, mazodheerera mutemo
Officer vakati, "Pakai! Pakai! Ha-a!"
Officer vakati, "Pakai! Pakai! He-e!"
Mumota menyu muri kubvira
Apa makuda kutonyora Officer, mazodheerera mutemo
Mumota menyu muri kubvira
Mumota menyu muri kubvira
Pakai pa-road imi mirai
Officer! Pano pari kubvira!
Imi ma-rasta imi
Mu-babe wakuda kuvhaira
Hanzi wakuda kuvhaira
Manje ndozvifumura
Ha-a imi rasta
Havazive isu tovamenya ava
Vakaita nharo ndozvifumura
Cashlibs again!
General! General! (Haasi ma-funnies)
Yala Nation! (Yala Nation!)
It's Cashlibs City
Pakai! Pakai! Ha-ah

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar