Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Kunyangwe Mukadaro şarkı sözleri

Sanatçı: Seh Calaz

albüm: Souljah Love Tribute


Simplex music
Oh mama (Mbare mi seh)
So- So- So- So-
Follow me
Vanonditi handigone kupfimba
Nekuti ivo vane simba
Vanonditi handigone kuimba
Asi ukandinzwa ndichiimba
Ndine zvandakatadza murudo
Voti ini handina rudo
Ndichawana rudo, rudo
Rudo, i-h ibofu nyangwe pa-pairi tough
Ndaitonomupa ma-nough
Chinzwa inini ih-ih
Kunyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Nyangwe muchinditi ndine nharo
Ndine nharo nyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Ndakangozvarwa ndakadaro, ndine nharo
Ndine nharo, ndine- oh oh
Inini ndine nharo
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro saSauro, saSauro
He-e kunyangwe mukauya muchiti ndakaremara
Mwari vachagadzira zvese zvinondiremera
Zvakawanda ini zvaindirambira
Asi one day ndozviziva zvichandifambira
Anondigezesa uye anondionesa
Uye achandiponesa pandatadza
Anondikonesa anondidzora
Iye wandinotaura anondida ndakatyora
Nyangwe ndakanaka
Nyangwe ndaora, anondifonyora iyeyu
Mwana iyeyuu ah-h iyeyu
Chiba-ba-ba-ba-ba-ba
Kunyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Nyangwe muchinditi ndine nharo, ndine nharo
Nyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Ndakangozvarwa ndakadaro, ndine nharo
Ndingori hwani ari ega, wandisiya ndega
Asi kana zvisi zvega wangu anouya
Ndingori hwani ari ega, wandisiya ndega
Eh hazvisi zvega wangu anouya he-e
Wangu anouya
Sauro wandisiya ndega
Wandisiya he-e
Sauro wandisiya ndega
Kunyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Nyangwe muchinditi ndine nharo
Nyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Ndakangozvarwa ndakadaro, ndine nharo
Nyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Nyangwe muchinditi ndine nharo, ndine nharo
Nyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo ndakadaro
Ndakangozvarwa ndakadaro, ndine nharo
Simplex Music

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar