Kishore Kumar Hits

Jah Master - Hello Mwari şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Master

albüm: Hello Mwari

Lev, Levels Production (Sketeless) Chillspot
Jah Master pon di session
Kurungai, Kurungai, Kurungai, Kurungai ndiani?
Asi rasta imi mave kumhanya bani?
Haazi mafunny, ndonzi baba Tichafa, kana kuti Jordan
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
"Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually"
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndakavasetera gokora, huchi ndakamora
Vachaona horror, vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine Bhaibheri, takadzinamatira kutemberi
Chishuwo, tiende mberi, kuti mangwana tisazoperi, ah

Ndosaka ndati, chinzwa prat, you know ah, what?
Ndiri mbinga inini but handina Bugatti
Tarisa chi-skin, ndinoyera vhati, ingoma mnandi
Vandiona ndichifamba, ndichifamba ndichitamba
Zvikanzi, "Uyu anoshaina"
Vandiona kumashure vakati-, zvikanzi anofamba achiwaina
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
"Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually"
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndakavasetera gokora, huchi ndakamora
Vachaona horror, vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine Bhaibheri, takadzinamatira kutemberi
Chishuwo, tiende mberi, kuti mangwana tisazoperi, ah
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera kuti
"Hello Mwari, pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iphysically asi dai yanga iri spiritually"
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Lev, Levels Production

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar