Tamba neni uchidaro musikana nguva Yekukupfimba hapachina Tinozozvitaura kana kwachena Ndopandichakubvunza zita rako Tamba uchidaro musikana nguva Yekukupfimba hapachina Tinozozvitaura kana kwachena Ndopandichakubvunza zita rako Girl what's your name? What's your name? Ikozvino kwachena Ngatichitaura Girl tell me What's your name? Ikozvino kwachena Nyatsonditarisa Unombobvepi Maimwana marara Muchindibvirisa Girl what's your name What's your name Hear me now my girl Ndipe kuno number Dzako me want see you Next time tanga wasaver Dzangu you can call me Any time ukandirova Mari yese Handikukumbiri any sign Ndambotanga Ndichisizer makapenga Mai your body looks Good girl you so fine you Make my head spin like A satellite anoda Kukudzvanya chete Ndakutanga fight right Now I wanna know you Better ukandipa nguva Handife ndakaiwesta Kutsvuka kudai asi uri Mukeda babe tanga Wandipa answer Girl what's your name? What's your name? Ikozvino kwachena Ngatichitaura Girl tell me What's your name? Ikozvino kwachena Nyatsonditarisa Unombobvepi Maimwana marara Muchindibvirisa Girl what's your name? What's your name? Hear me now my girl, yeah Nezuro pandakvika Ndikakukwazisa Ndaifunga kuti Uchazondinyadzisa Pawakasimudza face Uchinditarisa Ndakangoti Masports atangidza Ready you I feel like I want a real thing Ndavakuda kuti Tive More than friends babe I'm ready to make you A better queen kana Zvichiita tisangazve Tamba neni uchidaro Musikana nguva Yekukupfimba hapachina Tinozozvitaura kana Kwachena Ndopandichakubvunza zita rako Tamba uchidaro musikana Nguva yekukupfimba hapachina Tinozozvitaura kana Kwachena ndipo Pandichakubvunza zita rako Girl what's your name? What's your name? Ikozvino kwachena Ngatichitaura Girl tell me What's your name Ikozvino kwachena Nyatsonditarisa Unombobvepi Maimwana marara Muchindibvirisa Girl what's your name? What's your name? Hear me now my girl Girl tell me what's your name? Ikozvino kwachena Nyatsonditarisa Unombobvepi Maimwana marara Muchindibvirisa