David & Goliath David & Goliath David & Goliath David & Goliath David & Goliath David & Goliath David & Goliath Pakaipa panotyisa uchapapinda nyangwe Vachikudisturba Ishe vachaku defenda Pinda Chapel saOlinda mira ndikuchune son Mukana hauna basa kuti ndiani Kana vamwe vachizviita Wake up ina di morning uti Mwari ndipeiwo zvandinoda Vaka hupenyu kunge bhiridha Asi Hazvitike overnight, listen to di song Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior) Machinda pamuno feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior) Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Watch ndeyako asi hausi muridzi wetime Zvinotora nguva kuti zvigove devine Ziva kuti haisi alarm inokumutsa na9 If you don't gerrit, forgerrit Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior) Machinda pamuno feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior) Zvakanaka ndisangozvionere pama picture Ngava zoome ndirini ndripa picture Zvakunzi Jay z na Sly va feature Zviri zvema chokwadi kwete fiction Zviri impossible zove possible Incapable zove capable Zvavanoti you can't dweet zvove doable Ishe vanongokurwira nyangwe usipo Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior) Machinda pamuno feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior) Pakaipa panotyisa uchapapinda Nyangwe vachikudisturba Ishe vachaku defenda Pinda Chapel saOlinda mira ndikuchune son Mukana hauna basa kuti ndiani Kana vamwe vachizviita Wake up ina di morning uti Mwari ndipeiwo zvandinoda Vaka hupenyu kunge bhiridha Asi Hazvitike overnight, listen to di song Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior) Machinda pamuno feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior) Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh Ahh