Its only you ndinokuvimbisa Its only you (u-, udheliwam') ndinokuvimbisa Vaingoti hushamwari Haana basa Jahman Haakuroore Jahman Ring pon thing and no worry Vanotivenga no worry Handina mota handina mari Chandinoda shamwari Rudo rwako kusvika narinhi (now remix) Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa (boys) Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu, yeah) Bhebhi wangu uri hurungudo Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo Mwana uyu ndinomuda eeish ndinomuda Handife ndamukanya samukuru gudo Parudo ndiri Pro hapana anondimisa Saka bhebhi ndoku pro-miser Ndiwe wega wandinoda nyatso easer I know love is blind maziso acho ndee hwiza Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe (iwe) 'Cause handigone newe ndingatotadza newe Ndoganza newe, the love of my life Usatye hako handisi dofo ndirido five Kana une nzara aiwa usakwate Ndipe phone ndibate Boss Tate Kana uchida braai aiwa haishate Tinodya maguru tofamba nematate Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Ganda rako rakatsetseka Ndichangoramba ndakatendeka Eheka kurambana kwete kaa Kunge kuclub love yedu irikuendeka Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka Apa kuface wakanaka Ndichauya bhebhi ndobvisa mombe Zvavanosasa hazvinei saSakarombe Vaingoti hushamwari (mai) Haana basa Jahman (mai) Haakuroore Jahman (boys) Ring pon thing and no worry (ma1 boys) Vanotivenga no worry (no) Handina mota handina mari (bhoo) Chandinoda shamwari (yo) Rudo rwako kusvika narini (boys) Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa