Kishore Kumar Hits

Ti Gonzi - Mwanangu (My Child) şarkı sözleri

Sanatçı: Ti Gonzi

albüm: Best Mero, Vol ,2


(No limits)
1,2 testing
Ndatovewo baba, Mwari vakandipa Blessing
Ndini kampfana kaye kaida Wrestling
I love you mwanangu and for you, i want the best things
Yema hako inguva yako kutambisa madhaka
Mhamha vako vanowacha zvaunoda hazvitombonetse kutsvaga
But zviri kuita zvichichinja handiti wakasiya mukaka
Ichauya nguva yemahumbwe, Pada nana Raka-Raka
Kuchikoro usazoWaste nguva, Unoidemba mangwana
Ende Satan akakufurira haazombokuti zvakwana
Ugone chirudzi chekuEngland
Bhuku rako ronyorwa kunzi Excellent
Wogona futi neShona
Bhuku rako ronyorwa kunzi wagona
(Mwanangu, Mwanangu) Mwanangu, Mwanangu
Mwanangu,

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar