Kishore Kumar Hits

Shashl - Tikadanana şarkı sözleri

Sanatçı: Shashl

albüm: Highway


And it's Shashl taking over (Lev-, Levels Production) aya
(Hoo, heya, hmm) aya, aya
First time pandakuona Shashl
Takasangana muchi-round kuGlenview
Ndakunyepera ndakadzidza kuChurchhill
Uchimhanya kumba kwenyu kune curfew
What do you want from me? (Rudo)
Handichaita zverudo (oh, no)
Chamakuvangu ihuru yadzo
Iwe-iwe-iwe-iwe-iwe-iwe (ngrrr, hallo)
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndichakupa rudo
Ndiri shumba kwete gudo
Handiwanze chikudo
Hoo (hee) tamba neni
Kuita tambler neni
Heya, ndazoona wandoda, hmm
Uneshuwa here?
Uchagara neni
Heya, won't you play with my heart?
Ndichakutengera iPhone (ndinayo)
Ndichakutengera laptop (ndinayo)
Saka zvishandwa haunei nazvo
Ndichangokupa rudo rwacho
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndichakupa rudo
Ndiri shumba kwete gudo
Handiwanze chikudo
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye, aye
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndichakupa rudo
Ndiri shumba kwete gudo
Handiwanze chikudo, hoo
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndinoonei?
Kana tikadanana ndichakupa rudo
Ndiri shumba kwete gudo
Handiwanze chikudo, hoo
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aya, aya, aya
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye
Aye, aye, aye, aye

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

BE

2023 · single

Benzer Sanatçılar