Kishore Kumar Hits

Shashl - So Close şarkı sözleri

Sanatçı: Shashl

albüm: Highway


And it's Shashl taking over
(Military Touch) aya, aya
(Pamwe you are so close)
(Pamwe you are so closer, ah, ah, ah)
Rodney Beats
I will never settle for less, ndiri dhonza mu-race
Never ever settle for less
Kana ukaona zvakunetsa, never, never quit, just keep on trying
Chisi hachiyeri musi mumwe
Usambosiya hauzive
Pamwe you are so close
Pamwe you are so closer, ah, ah, ah
Chisimuka upinde munzira yekutondera (follow, follow, follow)
Follow your dreams, usabondera
Unosvika chete, unokusvika chete
Zvichaita bhoo, zvichaita kete
Follow, follow dreams, dream big
Une ma-keys (to your success)
Never get tired, tired, tired, keep doing your best
Nyangwe kunze kwakasviba kuchachena chete
Kune huchi nemukaka, unosvika I swear
Pamwe you are so close
Pamwe you are so closer, ah, ah, ah
I will never settle for less, ndiri dhonza mu-race
Never ever settle for less
Kana ukaona zvakunetsa, never, never quit, just keep on trying
Chisi hachiyeri musi mumwe
Usambosiya hauzive
Pamwe you are so close
Pamwe you are so closer, ah, ah, ah
Chisimuka upinde munzira yekutondera
Follow your dreams, usabondera
Unosvika chete, unokusvika chete
Zvichaita bhoo, zvichaita kete
Follow, follow dreams, dream big
Une ma-keys (to your success)
Never get tired, tired, tired, keep doing your best
Nyangwe kunze kwakasviba kuchachena chete
Kune huchi nemukaka, unosvika I swear
Pamwe you are so close
Pamwe you are so closer, ah, ah, ah
Pamwe you are so close

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

BE

2023 · single

Benzer Sanatçılar