Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Hanging Nevaskana şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: Risky Life


Never ever hanging nevasikana
They wanna know (they wanna know)
Where I've been and what I've done (what you've done)
Tell them I've been hanging nevasikana (why?)
'Cause ndova-keeper safe (mati munova-keeper)
From being property ya-blesser, ndozvandozviudza bro
'Til I'm telling Sean kuti, "Hunza phone"
'Til I'm telling Sean kuti, "Hunza phone"
Ndine zi-collection rema woman akaungana
They don't really mind kusanganiswa
But recently pane two vaka tukana, pane two vaka bukana
Panga pane ma-Cider, pane vaiti hatisi kumada
Pane vaida ma-wine (wine) pane vaindipa sign
Kuita kunditsoma kunditsonya vachida time (time)
I quickly gave in two minutes ndamukati (two minutes)
Umwe wacho akuti aiwazve haungadyi wega ma-Celebs
Ukaona musikana akabata glass, wangu
Chenjera unogona kuzochekwa
(Told you, long story short) never ever hanging nevasikana
I'm never ever hanging nevasikana, handidi! (Handidi!)
Hanging nevasikana (ugh) never ever hanging nevasikana, handidi! (Handidi!)
Vakutsvaga mbiri, they only act nice kana vakutsvaga mbiri (vakutsvaga mbiri)
Asi ndikangopera vachandiita yekwa Peter kuna Jesu
Unonzwa vakuramba ndini (ndini)
Manje ndakufamba nemabouncer makaudzwa (bouncer)
Vakangoku-fencer wa-louder wanyaudza
Vakangokudeedza wakhaura, wakhaura, ndataura
Ndashaura pabhawa repaJongwe (repaJongwe)
Zvazvihombe (zvazvihombe), havazvigone, aiwa havazvigone
Itai muchi-veter dzimwe shiri dzamapfura, makura
Aiwa itai muzadze matura (told you, long story short)
I'm never ever hanging nevasikana
'Cause they're kinda always changing zvata-planner
And they're always asking why I'm Raping ndakatsamwa
Whether ndiri-sober ndiri-tops ndakanamwa, I swear!
I'm never ever hanging nevasikana
I'm never ever hanging nevasikana, handidi! (handidi!)
Hanging nevasikana (ugh), never ever hanging nevasikana, handidi!

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar