Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Musazvituma şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: Risky Life


Usazvituma kunozvitutumadz,a ah
Musazvituma kuzo zvi ay!
Pangu ndapedza ndima
Eh, ndasakura ndima
Eh, handirare zvekudaro
Gumbeze rine kamwe kakudzinga
Gumbeze rine kamwe kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda
Pane vano dissa tarenda (dissa tarenda)
Ngatisa tambe nepana pakirawa, hama ah
Dai muchigara kwamau zvamawa, hama ah
Awanda macowards (Awanda macowards)
Rasta people are fake
I might end up ndakutamba naTawaz
I might end up ndakushanda paCar wash
Life can change
Kana muchida kuona magoons angu kwaakabva Endai kuZengeza
Kana muchida kufona kwandakambo shanda Hazvina kumbo shata
But ndini ndichaidaira phone and I'll tell you "wangu ndakumbo cutta"
Pangu ndapedza ndima
Eh, ndakasakura ndima
Eh, handirare zvekudaro
Gumbeze ine kamwe kakudzinga
Gumbeze ine kamwe kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda
Pane vano dissa tarenda
Phone yangu haizorore
Manje ndikaswera ndakabata nhare mukoma wangu handizorore
Grind nderaMukudzei Junior zvaizvezvi ndakumboganza (ganza)
Hazvidi kuzoita baba vasina plan apa une mhanza
Ndoswera panze ndochera pasi
Kana zvikashandaka ndotenda Mwari ndodzokera zasi
Wangu mutupo (ndoyera mhanzi)
Changu chishuwo kufonera Tammy
Pakati pousiku, totaura zvousiku kurebesa Nyaya
Tsamba dzomudzimu
Zvakadai zvinozobvunzwa muchurch
Iwe unobvuma here?
Uno concluder here kuti chero ukadei, ukadei?
Musaswere muchitaura chirungu
Mamusina hope ndobva maradzika hunhu
Musadaidza madhara ezvitumbu vangazo-, vangazo sizer mastreet (sizer mastreet)
Vachangosvika
Vadakutotanga kuti vambinge, vakudakuto todhakwa patsime ah ah
Dzangu ndapedza, ndima
Eh, ndakasakura ndima
Eh, handirare zvekudaro
Gumbeze ine kamwe kakudzinga
Gumbeze ine kamwe kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar