Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Gamu (Part 1) şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: Gamu (Part 1)


Yeah
Zvirikundirwadza Gamu
Ten, ahh
Ndiri paremand
Ndiri mujere rake remazi demands
Anongo tsvaira bag haatsvaire chivanze
Ndirikutsvaga ma rands waiziva
Ati ndivhurire boutique, ndiorderewo shisa
Msoro urikutema unongopera ne pizza
Amai vake anovasheedza nezita
Akuda kuzviita kune vanhu Gamu
Unoomesera anokuda wacho (anokuda wacho)
Unodhonetera vamwe attention yako
Ma actions ako, we can't deny kuti pano tension yaapo
Tension yaapo, rent hapana
Landlord feeling like, ahh dai tikatama
Gamu mira ndimbokuchuna
Dai ndakaziva kuti rima rinoruma
Gamu zvaiguma (zvaiguma)
Mabest friends ako ma guys (ma guys)
You said not to worry 'cause vane ma wives
(Ah) angori ma vibes but you always going out
And you never seem to tell each other amana kwayedza (kwayedza)
You party until nyanga dzakumera pama dhongi
Manje ndiri inini ndirikuswera pamajokey
Shandisa mari zvine brain
Mai havana shangu imbovatengera maTommy
Gamu hakuna movie isingaperi
Bvunza Tyler Perry, bvunza kana anyone
Ndakati ndipe mukana mwanasikana
When you said, "Yes" I was thinking zvabhadhara
Those days ndaidzoka wakabika
Now when I text wakundisendera ma sticker
(Wakundisendera ma sticker)
Ndakufenzwa nema jita (ndakufenzwa nema jita)
Ndakufenzwa nema jita
Before fame I was munhu ari quiet (I was quiet)
It wasn't magic (nah) it wasn't science
I had to be alone (yes)
Ndaisada vayenzi
Until I saw a different kind of diet
I started doing things zvinogona kukwadza talent
All this beefing wasn't ever in my character
I'm just manifesting bitterness (ah)
Zvaku shower now (ah) zvakunditora power (ah)
Pakutoda crawa
I was feeling gangster 'cause ndanga ndichiona power
And I can't sleep kurara kwangu kutora hour
Am I still saying, hobho ndangariro?
I can't feel pain, tsono pamadziro
Doro pamabiko doro pamariro
Ndini ndino killer I'm the murderer
When your soulmate is acting like she never had it
Ma one, ma one

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar