Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Ndiri Ndega şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: ENERGY

Di Don, ha ha ha
Swish (Swish)
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino

Ndohorera pano (ndohorera pano)
Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
Vakandirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando (hoyo), zvatiomera mambo (aiwa hoyo)
Zvatigozhera pano (ho-ho-ho)
Honai honai, musandirasazve tongai, Mwari tongai, gomo iri rovai
Toppai mvura iyi toppai
Honai honai, musandirasazve honai, Mwari tongai, gomo iri rovai
Toppai mvura iyi toppai, ndiri ndega ndofa
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
(Ndohorera) ndohorera pano uwo-o-o-o, ndogarira pano uwo-o-o-o
Vakakanda mapfumo ndichamagamha ndomadzorera kwavo
Vondirotera nhamo, ndichipfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando, zvatiomare mambo
Zvatigozhera pano oh-o-o-o
Makati murudo murudo murudo
Garai murudo uwo-o-o-o
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer ini, ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndino
Ndiri ndega ndinochema
Dai mapota muchigara pano, ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani Razaro, hunhu hwenyu hunorehwa

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar