Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Kudhara Kwangu şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: ENERGY


Yeah
Kudhara kwangu, Ten
Yeah, Samanyanga Sounds
Me, kudhara kwangu
Ah, kudhara kwangu l was prolly really sweet
Ndaitaura nevanhu, ndaivakuvadza nemaspeech
Ndaibaya Chishanu kunofara kumastreets
Tainwa paraffin, kujaira kusanwa tea
Ndaimhanya madhiri, ndaimhanya-mhanya manhingi
Taitobata basa vachigaya kuti vana vadiki
Ndaizvitaura naChipi
Aindipasa matips
Vanhu maKaranga nhasi, mangwana atoo maGreeks
Long story short, people change, gang
If you can't see it uri dzenga (dzenga)
Who is gonna be there zvakashaker?
Vari kungoda mbiri yandakamaker, nemasinhi andakatenga
And ndakatozoona kuti maZimba anoda prezha pasina zvavapledger
All they do is post a hundred pictures wakategwa
'Cause munhu wese anoda Samaz (that's right), magevha nemasalad
'Coz I'm panasonic pamapics
Rappers catch feelings, ana goalie ana keeper
But andidye kumba kwenyu, hauna porridge yawandipa (no)
I knew I had a calling, that's why college ndakaskipper
Every morning ndakasticker, kutsvaga dhora rakavigwa
Nemuroora akatsiga, tiri mumota yakapimpwa
And I'm sure that makazvinzwa
These days I'm really outta sight
'Cause I'm tired of this behaviour yemasocialites
Vachingomuka vari palive
Imi muchingomuka munotarisa muchivaraidzwa
Ha-a muchivapa time, nemazirudo
Vane madrugs mumusoro, vane madrugs mumusoro
Nah, someone's mother is on the internet
Vari kurwa hondo, vakatsamwa busy sending threats
Language yavo, maihwe kani! It's very tense (tense)
They can accuse you of a story isina evidence
And the corporates don't care, it's the controversial people doing projects, oh yea
Something in me got me feeling that is not fair
But ngatichiti zvamurimi ngatichiombere
Ngatichiombere

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar