Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Dai Zvaibvira şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: Dai Zvaibvira


(Dai zvaibvira)
(Dai zvaibvira)
Dai zvaibvira, dai zvaibvira
Ndaiku bhabhaisa, ey, dai zvaibvira
Dai zvaibvira, dai zvaibvira
Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira
Zvatasara tega, pazobooka, wanga waka-fencer
Zvakakosha wanga wakapedza here?
Moms vanga vakatemba iwe
Stress yandaanayo haisi easy, eish, tichariwana kupi DP
Takati wani zvicha-manifester, kubva waenda, tisina kupedza
Dai zvaibvira (hmm) dai zvaibvira
Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (dai zvaibvira)
Dai zvaibvira (yeah) dai zvaibvira
Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira
Koo mhepo idzi dzabvepi?
Dzatora wangu JD wema-baby
I wish we could reset nguva tirivadiki
Kuma-days emaputi nema-Zappy
Dzangova ndangariro, one minute tine show
And the next, tine mariro
I've never been as shocked (as shocked) ah bro
Mwari zvavatora, manje ndiani otora nzvimbo?
Eish, eish, hazvisi easy zvemhere
Ahh kani, can you tell me, kuti uripi nditeere
Aiwa wangu haungatsakatike uripwere
Sha, tanga tine ma-dreams tiri mundege
Dai zvaibvira, dai zvaibvira (ah, ah, ah)
Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (ah, ah, eh)
Dai zvaibvira (dai zvaibvira) dai zvaibvira (aiwa)
Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (sahwira wangu)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar