Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Marisa şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: Marisa


Ndichaita mari, marisa
Mula, dutu maUSA
Kuita marisa, marisa
Muchandi-crowner mbinga
Ndaita mari, marisa
Worldwide, chilling with the big boys
Marisa, marisa, ooh, whoa
Vanhu havashaye zvekutaura ava, shaye zvekutaura
Vanhu havashaye zvekubwereketa, havashaye zvekutaura
Vanhu havashaye zvekutaura ava, kutaura
Vanhu havashaye zvekukhuluma, khuluma, khuluma, khuluma
Watch me now
Kubva mutsokorola to a G-Wagon
Motorolla to a new iPhone
Mukuroja to a big mansion, big mansion
Kubva mutsokorola to a G-Wagon
Mukuroja to a big mansion
Motorolla to a new iPhone, new iPhone
Marisa, marisa
Hobho, dutu maUSA
Kuita marisa, marisa
Worldwide, chilling with the big boys
Marisa, marisa
Muchandi-crowner mbinga
Ndaita marisa, marisa
(Oh, yeah) oh, yeah, yeah, yeah
Ndoda kuvhura hombe (hombe)
Dai matogara maombera (gara maombera)
Ndakuda propeller
Ndakuda kugara muhotera
I am a winner nda-winner (muchati aka-rigger uyu)
Imi machinda mazvinzwa, ndichanovaka zi-den paKariba
Marisa, marisa, ndakapikwa ndapisa
Ndapama-profile picture pavo, hazvina nharo kuti
Ndichaita mari, marisa
Mula, dutu maUSA
Kuita marisa, marisa
Muchandi-crowner mbinga
Ndaita marisa, marisa
Worldwide, chilling with the big boys
Marisa, marisa, ooh, whoa
Marisa, marisa
Hobho, dutu maUSA
Kuita marisa, marisa
Worldwide, chilling with the big boys
Marisa, marisa
Muchandi-crowner mbinga
Ndaita marisa, marisa
Oh, yeah, yeah, yeah

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar