Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Crown şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: The Book Of Malachi


Yeah
Ten
Musoro unorema unopfeka crown
(Yeah) musoro unorema unopfeka crown (true)
Pane mitoro inoita kuku-weigher down (kuku-weigher down)
You try to follow pauri kufunga kuti pane mvura inoyera wotoigeza
But you end up drowning (maihwe zvangu zviriku gozha)
Pane varikuti, "Tsvaga hakata zviite order"
Pane varikuti, "Hama dzakafa dzine mhosva, pamwe ndezve ropa"
Vamwe vakatobheja kuti, "Haungatenge mota"
Mondiregerera, aiwa pamwe ndiri wrong
Pamwe ndirikutonyepedzera
Pamwe zviri strong, pachiShona kuti toti
Hama dzose ma-boy, varoyi kana vobve zera
But I feel like ndaku-needer pfuti (ndaku-needer pfuti)
Asi toziya kuti ndogara kupi
Ndirikutotyira vanomira neni muma-groups (sha)
Koo vakabatanidzirwa? (Maihwe) zvinhu zvacho zvine simba izvi
Ihobho vano-wisher kuti vatione tichibhaiza
Vatori ne-reminder nema alarm ekumuka kuzondimukira
Aah, I got times dzando-feeler kuda kuzvisungirira
But my mom vanosara vachishupika
Kumaraini vagosara vachirumbidzana
Vavengi havagare kure, vese vaa zvigure
Hanzi Ten ngaapenge, Ten ngaabate buwe (hanzi?)
Ten haasi mutsvene, Ten haasi kutiona
Ten haasi kufona, Ten haasi kucheuka reverse
Haasi ku-stopper
Ten aku-lacker respect akuda kurowa (maihwe zvangu)
Vakuda kunditsoma (vakuda kunditsoma)
Vakuda kunditsiura (shaa)
Tsumo dzenyu fugai tsano
Kana mashaya vekutaura nawo fungai ngano
Kana mumuromo muri mukupisa, wangu rumai chando
Kana mauya kuzotsvaga mbiri, wangu puwai sando, mubve pano
Territory inoda ziso rine hope dziri kure (true)
Neziso rekuseri rinoti wonei zviri shure
Musango kutangirana kunyangirana
Akati kufarirana kuvakidzana akanyepa
Love ine space haikabire tunyaya (yes)
Love ine space haitsamwise Mujaya (yes)
Love ine space, it can never overstep (vanhu kudzimba dzavo)
Musoro unotema unopfeka crown (true)
Vanhu vane godo rinotopedza power (godo)
Gezai minyama irikuseenza shower
Rega aite matama arikupedza sadza
Nedza tanzwa?
Mashoko anorema mhai ndeerufu
Hapana achandimutsa kuti hendei Muku
Vachangonoiridza iyo mhere kusvika pungwe
Hamuchina rairo mudzimba vana baba (vana baba)
Vana venyu vese mimba dzakabva
Vana venyu vese, baba rima rakavanzwa
Roku strokesai makarinzwa (eeeh)
Musoro unorema unopfeka crown (unondiremera)
Iniwo ndomitoro inotondi-weigher down
Sa-Leader of The Youth, Speaker of the truth
Ndonyarirawo kupi (aish, Ten)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar