Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Gomba re Shumba şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: The Book Of Malachi


Rrh
Gomba iro, gomba iro, rrh, gomba
Gomba reshumba
Usawire mugomba reshumba
Ndofa nepfungwa
Ndirikutadza kutodzekera kumba
Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo)
Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe)
Vakati-fencer ava ndovane daka (iyere-yere-yere-yere)
Vakatemba zvakarotwa nen'anga (iyere-yere-yere-yere)
Vakapenga vanhu ava vakapenga (iyere-yere-yere-yere)
Vakapenga zvakanzi, "Aiwa takasotwa kuZaka" (iyere-yere-yere-yere)
Asi hona
Nhasi changamire hona
Mhepo dzacho dzatitsoma
Vakati, "Pane hurombwa" vana mukoma, ah
Gomba reshumba
Usawire mugomba reshumba
Tofa nepfungwa
Ndirikutadza kutodzekera kumba
Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo)
Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe)
Chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere)
Mwanangu chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere)
Chenjera kuwira muhutapwa (iyere-yere-yere-yere)
Kupisa musha hunobvira uswa (iyere-yere-yere-yere)
Hatina uta, hatirwe panyama
Asi vemasaramusi vakapinda muka
Uchanzwa toti, "Ah-ah, ah-ah", ukati, "Ndimi idzo"
Ivo bhagamu dhaza, tikati, "Zviriko"
Hm, chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
Chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
Gomba reshumba
Usawire mugomba reshumba
Tofa nepfungwa
Ndirikutadza kutodzekera kumba
Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar