Kishore Kumar Hits

Holy Ten - Kupikisana Nevakuru şarkı sözleri

Sanatçı: Holy Ten

albüm: The New Bhundu Boyz


(Samanyanga Sounds like E) Samanyanga Sounds like E (eh)
(Kupikisana nevakuru eh)
Kupikisana nevakuru (kupikisana)
This is what them young ones do
I pray I never lose my cool
I pray I'm never, ever moved
Kupikisana nevangu (kupikisana)
Kusvika pakusimbisana nemhandu, yeah
I pray I'll never ever do (I pray, I pray, I pray)
I pray I'm never, ever moved
Sunshine, panotoda sunshine
Mwari can you pass by me
Kana musati mafa imi?
Can you untie me?
Vari kundi-sizer ini
Kundikanda kuma archieves
Mwari can you pass by me?
Kupikisana nevakuru (kupikisana)
This is what them young ones do
Ah, I pray I never lose my cool
I pray I'm never, ever moved
Kupikisana nevangu (kupikisana)
Kusvika pakusimbisana nemhandu, yeah
I pray I never ever do (I pray, I pray, I pray)
I pray I'm never, ever moved
Dem wana fight my spirit
Dzimwe hondo dzacho dzemweya hatingadzigone
So I always put Jah in it
Nzira yangu yakacheneswa ndofamba nengoni
Hazvidi kupikisa hurongwa
Hazvidi mashoko ehunhongwa
Mwanasikana aripo pacorner arikupomba
Nhai Jehovah todii?
Gimme life, Mwari gimme power
Mwari ndakatsika banga
Can you minimize vanhu vanondivhara
Mwari ndakatsika banga
Ndipei hunyanzvi
Chipo chinotonga saShumba Murambwi
Ndipei kunyorova, kutsamwa kusanzwike
Ndirove mhanzi, nditorewo mari (nditorewo mari)
(Ah, ah, ah) kupikisana nevakuru (kupikisana)
So this is what them young ones do (ah, ah, ah)
I pray I never lose my cool
I pray I'm never, ever moved (ah, ah, ah)
Kupikisana nevangu (kupikisana)
Kusvika pakusimbisana nemhandu, yeah
I pray I never ever do (I pray, I pray, I pray)
I pray I'm never, ever moved, yeah

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar