Kishore Kumar Hits

R.Peels - Eke (Remix) şarkı sözleri

Sanatçı: R.Peels

albüm: Muchinjiko


Tengai patech, machain paneck
Iyi ndohit, Jay padeck
Ndaimbo gayira magansta
Now ndagangsta
I made mistakes but then I'm back
Mazuva ano ndiri kuona tsoka dzangu parace
Hapana kana one anondimisa pafair
Jah ndo munhu akandiisa pamap
Tai dongorera TV yepanext
Ndiani aiziva kuti ndini ndiri next
Mukutitamba checkers nemunhu wechess
Takutongo famba taka misa kachest
Zim hiphop yakandiisa paTest
Now ndakuimbira machecks mazero
Tragic ndakuda kutenga Pajero
Now ndakuimbira machecks mazero
Tragic ndakuda kutenga Pajero
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Vakutondibata kuseri kweruoko
Unenge uri snitch, tsaga mboko
Faro ari wild, crazy loco
Repping venac in States I'm loco
They can't finesse my raps I'm vocal
Shout out to monkey, Tsoko
Hanzi ndiri international local, International mboko
Taura pafeya ndazita
Taura pafeya ndabrand, sha
Taura pafeya ndafed up
You know, till I get my bread up!
Fara kutaura tsumo
Fara kukuimbira lumo
Fara kuziva manose
Legend ari kumagumo
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Ndiani ane nharo?
Ndiani akagara chisharo?
Ndiani akadaro?
Ndiani akatanga nenharo?
I'm talking facts on facts
You hating, you shallow
Yeah and I lost respect
Munongo wanza tunharo
Kubva kare ndiri sixteen
Ndiri king steel kunge King pin
Kubva kare ndine gen'a rangu
Bvunza MK tine bling bling
Taitamba nemamodels
But it's 2020 tabusiness
Takatowedzera litness
You want business huya kuemail, Faro
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke
Eke, eke, takutovatambira eke
Eke, eke, eh ndobva kwaSeke

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar