Kishore Kumar Hits

Hannah Mapepeta - Jehovha Mufudzi Wangu şarkı sözleri

Sanatçı: Hannah Mapepeta

albüm: Jehovha Mufudzi Wangu


Jehovha Mufudzi wangu
Handichazoshaiwa
Ndiye anondiradzika
Pane mafuro ake
Ndiye anondiradzika
Pane maduro ake
Ndiye anondinyaraza
Nekunditumngamira
Munzira dzakarurama
Muzita rake Tenzi
Munzira dzakarurama
Muzita rake Tenzi
Handichatyi chinyangadzo
Nhambwe dzose aneni
Ndiye anondinyaradza
Nemudondoro wake
Ndiye anondinyaradza
Nemudondoro wake
Anogadzira tafura
Mberi kwemhandu dzangu
Ndizvozvo mukombe wangu
Wazara nemafuta
Ndizvozvo mukombe wangu
Wazara nemafuta
Idi runako nenyasha
Zvichazonditevera
Ndichazogara mudenga
Nekusingazoperi
Ndichazogara mudenga
Nekusingazoperi
Ndichazogara mudenga
Nekusingazoperi

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar