Kune muponesi anodana vose Anoti huyai kwandiri nhasi
Anorapa zvose, anidawo vose
Anoti huyai kwandiri nhasi
Tura zvinorema, Tura mutoro
Anoti huyai kwandiru nhasi
Tura zvinorema, tura marwadzo
Anoti huyai kwandiri nhasi
Kunee muponesi, anorapa zvose, anoti huyaiii kwandiri nhasi (anofadza vose)
Anofadza vose
(Anoda vose)
Anodawo vose
(Iye anoti)
Anoti huyai kwandiri nhasi
(Oooh oooh jesu...)
Jesu muponesi
(Ndiye muponesi)
Jesu murapi...
(Simba rose)
Simba rose nderake jesu oga
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri