Kishore Kumar Hits

Sabastian Magacha - Denga Ne Nyika şarkı sözleri

Sanatçı: Sabastian Magacha

albüm: Back to Sender


Denga nenyika
Zvichazoparadzwa
Asi shoko
Harizofe
Vanomunamata
Ngavamunamate
Sekutaura kwakaita Mwari×3
Ririko mberi kwenyu
Ririko mberi kwenyu
Shoko rake harishanduke
Ririko mberi kwenyu×2
Nguva inouya
Vanhu vachamhanya
Kubva kumabvazuva
Kuenda madokero
Vachitsvaga Jeso
Vachitsvaga Jeso
Iye aenda navatsvene vake
(Shoko ramwari)
Ririko mberi kwenyu
Ririko mberi kwenyu
Shoko rake harishanduke
Ririko mberi kwenyu

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar