Kishore Kumar Hits

Sam Mtukudzi - Amai şarkı sözleri

Sanatçı: Sam Mtukudzi

albüm: Rume Rimwe


Ndinotenda amai
Amai vangu, ndinovatenda amai vangu
Panodiwa rudo rukuru kumurera
Pagoshanda masimba makuru kumubereka
Mwana uyo
Nditori chipo chikuru kubva kudenga
Kubva kuna nyadenga kumubereka mwana uyo
Pakabuda rudo rukuru kundirera
Pagoshanda masimba makuru kundibereka iniwo
Vakawanda vakakonewa kuvarera
Kurasa vana kunze kwekuvachengeta kwavo
Ndinotenda amai vangu makandirera inini mambo
Kuratidza rudo rukuru pakundichengeta kwavo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar