Kishore Kumar Hits

Sam Mtukudzi - Famba Zvakanaka şarkı sözleri

Sanatçı: Sam Mtukudzi

albüm: Cheziya


Mweya famba zvakanaka
Mweeya famba zvakanaka
Mweeeya mweya wakanaka aiwa famba zvakanaka
Mweeya ufambe zvakanaka
Mweeya kani weuee aiwa famba zvakanaka
Denga rinoonaka kuchema kwedu iwe tande nenzira takaringa kani
Famba zvakanaka
Maiwe denga rinoona kusuwa kwedu iwe tande nenzira takaringa kani
Ufambe zvakanaka
Ini chishuvo changu pamwana uyo murwendo rwake rwekudenga mambo
Afambe zvakanaka ooo
Afambe zvakanaka
Ini chishuvo changu pamwana uyo murwendo rwake rwekudenga mambo
Afambe zvakanaka
Iwe mweeya mweya mweya wakanaka aiwa famba zvakanaka
Mweeya mweya wakanaka aiwa famba zvakanaka
Ooo ufambe zvakanaka
Iwe
Mweeeya mweya wakanaka famba zvakanaka
Mweeya ufambe zvakanaka
Iwe mweeeya kani weueeya aiwa famba zvakanaka
Aiwa famba zvakanaka
Denga rinoonaka kuchema kwedu iwe tande nenzira takaringa kani
Ufambe zvakanaka ooo
Ufambe zvakanaka
Ende chishuvo changu pamwana uyo murwendo rwake rwekudenga mambo afambe zvakanaka
Haiwe mweeya o mweya kani ewuwe aiwa famba zvakanaka
Ufambe zvakanaka
Iwe mweya kani muweeya aiwa famba zvakanaka
Ufambe zvakanaka
Iwe mweeeya kani muweeya aiwa famba zvakanaka
Zvakanaka
Mweeeya weooo

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar