Kishore Kumar Hits

Devera Ngwena Jazz Band - Hombarume şarkı sözleri

Sanatçı: Devera Ngwena Jazz Band

albüm: Devera Ngwena 2


Amai vangu nababa vangu
Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu
Amai vangu nababa vangu
Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu
Amai vangu nababa vangu
Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu
Zvandakareva ndichienda
Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete
Zvandakareva ndichienda
Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete
Zvandakareva ndichienda
Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye (amai vangu kani)
Iyewo iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume)
Iyewo iyewo, haa woiye (amai vangu kani imi)
Iyewo iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume)
Iyewo iyewo, haa woiye (hoyo wabate nhoro)
Iyewo iyewo, haa woiye (hoyo wabata mhara)
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye
Tekeya, tekeya, tekeya, tekeya, tekeya, tekeya
Teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka
Wabate nhoro uyo
Nhasi rinondiona
Maita Moyondizvo
Maita Dhewa
Murambe makadaro
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye (amai vangu kani)
Iyewo iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume)
Iyewo iyewo, haa woiye (amai vangu kani)
Iyewo iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume)
Iyewo iyewo, haa woiye (hoyo wabate mhara)
Iyewo iyewo, haa woiye
Iyewo iyewo, haa woiye

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar