Iwe shamwari uri kuonawo zvandiri kuona here?
Haa iwe uri kureveiko?
Tarisa uko mhani
Aah, ah, ah, inga zviri nyenyedzi zvayo
Chitundumusere-musere ufunge
Ndakamuona amirepo nezuro akati anonzi Babra
Inhema dzako hande unomubvunza ndiripo
Ndiwe here Babra wandakaona umire nezuro?

Mwana iwe wakandiomesa mate ose mumukanwa

Chokwadi Babra wakanaka, ini zvangu ndichafa ndaedza
Mudiwawo dondiudza kuti ini ndingakwane here
Eeh, yee Babra uyo, mwana wakanaka Babra uyo

Nhai Babra chitende changu chinaka kose, kose
Dondiudzawozve rimwe chete rinotonhodza moyo wangu
ZvaJoe vasikana
Eeh, yee Babra uyo, mwana wakanaka Babra uyo
Eeh, yee Babra uyo, mwana wakanaka Babra uyo
Eeh, yee Babra uyo, mwana wakanaka Babra uyo
Eeh, yee Babra uyo, mwana wakanaka Babra uyo
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri