Kishore Kumar Hits

Devera Ngwena Jazz Band - Nhasi Zvakuwana şarkı sözleri

Sanatçı: Devera Ngwena Jazz Band

albüm: Nhasi Zvakuwana


Saka iwe jaya wati mukadzi hausi kuda kaiwe?
Hongu handidi zvangu
Koo mwana?
Mwana hazi wangu
Zvese izvozvo hatinei nazvo
Tiri kuda damage five hundred dollars
Ende ucharoora futi, uri kuzvinzwa?
Gara zviya makati moda marii yeroora
Eeh, ndakati ndinoda one thousand three hundred dollars pano
Aiwa baba Grace makati one thousand four hundred
Eeh, eeh, eeh, madzimai nganyarare uko
Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete)
Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete)
Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete)
Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete)
Chero mukadzi usingade (uchamutora chete)
Chero mwana asi wako (iwe roora chete)
Chero mukadzi usingade (uchamutora chete)
Chero mwana asi wako (iwe roora chete)
Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete)
Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete)
Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete)
Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete)
Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete)
Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete)
Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba
Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain
Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba
Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain
Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba
Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain
Iwe Grace utevedze gwara rasisi vako
Vaunza mari mumba, vaunza mari mumba
Vaunza mari mumba, vaunza mari mumba
Eeh, madzimai mhururu uko mari yauya nebhandi
Dai ndichina makumbo sakare ndaikwira mumuti

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar